Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

MUBVUNZO 9

Nei Vanhu Vachitambura?

“Vanomhanya chaizvo havasi ivo vanowanzokunda panhangemutange, vane simba havasi ivo vanokunda muhondo, vakachenjera havasi ivo vanowanzova nezvekudya, vakangwara havasi ivo vanowanzova nepfuma, uye vaya vane ruzivo havasi ivo vanowanzobudirira, nekuti vese vanosangana nezvinhu zvavasingatarisiri panguva yavasingafungiri.”

Muparidzi 9:11

“Chivi chakapinda munyika nemunhu mumwe chete uye rufu rwakapinda nechivi, rufu rukabva rwapararira kuvanhu vese nekuti vese vakanga vatadza—.”

VaRoma 5:12

“Ndokusaka Mwanakomana waMwari akaratidzwa pachena, kuti aputse mabasa aDhiyabhorosi.”

1 Johani 3:8

“Nyika yese iri musimba reakaipa.”

1 Johani 5:19