Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raEksodho

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • VaIsraeri vanowanda muIjipiti (1-7)

    • Farao anodzvinyirira vaIsraeri (8-14)

    • Vananyamukuta vanotya Mwari vanosiya vana vari vapenyu (15-22)

  • 2

    • Kuzvarwa kwaMozisi (1-4)

    • Mwanasikana waFarao anotora Mozisi (5-10)

    • Mozisi anotizira kuMidhiyani uye anoroora Zipora (11-22)

    • Mwari anonzwa kuchema kwevaIsraeri (23-25)

  • 3

    • Mozisi anoona gwenzi richibvira (1-12)

    • Jehovha anotsanangura zvinoreva zita rake (13-15)

    • Jehovha anotuma Mozisi (16-22)

  • 4

    • Zviratidzo zvitatu zvaifanira kuitwa naMozisi (1-9)

    • Mozisi anozviona seasina kukodzera basa raapiwa (10-17)

    • Mozisi anodzokera kuIjipiti (18-26)

    • Mozisi anoonana zvakare naAroni (27-31)

  • 5

    • Mozisi naAroni vanomira pamberi paFarao (1-5)

    • Kudzvinyirirwa kwevaIsraeri kunowedzera (6-18)

    • VaIsraeri vanopa Mozisi naAroni mhosva (19-23)

  • 6

    • Vanovimbiswazve kuti vachanunurwa (1-13)

      • Zita raJehovha rakanga risinganyatsozivikanwi (2, 3)

    • Dzinza raMozisi naAroni (14-27)

    • Mozisi anofanira kumirazve pamberi paFarao (28-30)

  • 7

    • Jehovha anosimbisa Mozisi (1-7)

    • Tsvimbo yaAroni inochinja kuva nyoka huru (8-13)

    • Dambudziko 1: mvura inochinja kuva ropa (14-25)

  • 8

    • Dambudziko 2: matatya (1-15)

    • Dambudziko 3: unyunyu (16-19)

    • Dambudziko 4: mbuo (20-32)

      • KuGosheni hakuna kuva nematambudziko (22, 23)

  • 9

    • Dambudziko 5: kufa kwezvipfuwo (1-7)

    • Dambudziko 6: mamota pavanhu nepazvipfuwo (8-12)

    • Dambudziko 7: chimvuramabwe (13-35)

      • Farao achaona simba raMwari (16)

      • Zita raJehovha richaziviswa (16)

  • 10

    • Dambudziko 8: mhashu (1-20)

    • Dambudziko 9: rima (21-29)

  • 11

    • Dambudziko rechi10 rinoziviswa (1-10)

      • VaIsraeri vachafanira kukumbira zvipo (2)

  • 12

    • Kutangwa kwePaseka (1-28)

      • Ropa raizosaswa pamagwatidziro (7)

    • Dambudziko 10: matangwe anourayiwa (29-32)

    • VaIsraeri vanotanga kubuda (33-42)

      • Panoperera makore 430 (40, 41)

    • Machengeterwo ePaseka (43-51)

  • 13

    • Matangwe ese echirume nemikono yese inotanga kuberekwa ndezvaJehovha (1, 2)

    • Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso (3-10)

    • Matangwe ese echirume nemikono yese inotanga kuberekwa zvinofanira kupiwa Mwari (11-16)

    • Israeri anoitwa kuti aende akananga kuGungwa Dzvuku (17-20)

    • Shongwe yegore neyemoto (21, 22)

  • 14

    • Israeri anosvika pagungwa (1-4)

    • Farao anotevera Israeri (5-14)

    • Israeri anoyambuka Gungwa Dzvuku (15-25)

    • VaIjipiti vanonyura mugungwa (26-28)

    • Israeri anotenda muna Jehovha (29-31)

  • 15

    • Rwiyo rwekukunda rwaMozisi nevaIsraeri (1-19)

    • Miriyemu anoimba achidavira (20, 21)

    • Mvura inovava inoitwa kuti inake (22-27)

  • 16

    • Vanhu vanogunun’una nezvezvekudya (1-3)

    • Jehovha anonzwa kugunun’una kwevanhu (4-12)

    • Vanhu vanopiwa zvihuta nemana (13-21)

    • Hapana mana inowanika paSabata (22-30)

    • Imwe mana inochengetwa kuti ive chiyeuchidzo (31-36)

  • 17

    • Kugunun’una nezvekushaya mvura paHorebhi (1-4)

    • Mvura inobuda padombo (5-7)

    • Kurwiswa nevaAmareki uye kuvakunda (8-16)

  • 18

    • Jetro naZipora vanosvika (1-12)

    • Zano raJetro rekuti pagadzwe vatongi (13-27)

  • 19

    • PaGomo reSinai (1-25)

      • Israeri achava umambo hwevapristi (5, 6)

      • Vanhu vanotsveneswa kuti vasangane naMwari (14, 15)

  • 20

    • Mirayiro Gumi (1-17)

    • VaIsraeri vanotya nezvavanoona (18-21)

    • Mirayiro pamusoro pemanamatiro (22-26)

  • 21

    • Mitongo yevaIsraeri (1-36)

      • Pamusoro pevaranda vechiHebheru (2-11)

      • Pamusoro pemhirizhonga (12-27)

      • Pamusoro pemhuka (28-36)

  • 22

    • Mitongo yevaIsraeri (1-31)

      • Pamusoro pekuba (1-4)

      • Pamusoro pekukanganisa zvirimwa zviri mumunda (5, 6)

      • Pamusoro pekuripa muridzi wezvinhu (7-15)

      • Pamusoro pekunyengedza mhandara (16, 17)

      • Pamusoro pekunamata uye kugarisana zvakanaka (18-31)

  • 23

    • Mitongo yevaIsraeri (1-19)

      • Pamusoro pekuvimbika uye kubata vamwe zvakanaka (1-9)

      • Pamusoro pemasabata nemitambo (10-19)

    • Kutungamirirwa nengirozi kwevaIsraeri (20-26)

    • Kutora nyika uye kuisa miganhu (27-33)

  • 24

    • Vanhu vanobvuma kuchengeta sungano (1-11)

    • Mozisi muGomo reSinai (12-18)

  • 25

    • Zvipo zvekushandisa kugadzira tebhenekeri (1-9)

    • Areka (10-22)

    • Tafura (23-30)

    • Chigadziko chemarambi (31-40)

  • 26

    • Tebhenekeri (1-37)

      • Machira etende (1-14)

      • Mafuremu nezvigadziko zvine maburi (15-30)

      • Maketeni (31-37)

  • 27

    • Atari yezvibayiro zvinopiswa (1-8)

    • Chivanze (9-19)

    • Mafuta emarambi (20, 21)

  • 28

    • Nguo dzemupristi (1-5)

    • Efodhi (6-14)

    • Homwe yepachipfuva (15-30)

      • Urimu neTumimu (30)

    • Nguo isina maoko (31-35)

    • Ngowani ine karata kanopenya kegoridhe (36-39)

    • Dzimwe nguo dzemupristi (40-43)

  • 29

    • Kugadzwa kwevapristi (1-37)

    • Mipiro yezuva nezuva (38-46)

  • 30

    • Atari yerusenzi (1-10)

    • Kuverengwa kwevanhu uye mari yekuyananisira (11-16)

    • Mudziyo wemhangura wemvura yekugeza (17-21)

    • Magadzirirwo emafuta ekuzodza nawo (22-33)

    • Magadzirirwo erusenzi tsvene (34-38)

  • 31

    • Mhizha dzinozadzwa nemweya waMwari (1-11)

    • Sabata, chiratidzo pakati paMwari naIsraeri (12-17)

    • Mahwendefa maviri ematombo (18)

  • 32

    • Kunamata mhuru yegoridhe (1-35)

      • Mozisi anonzwa kuimba kwevanhu kwaasinganzwisisi (17, 18)

      • Mozisi anopwanya mahwendefa emutemo (19)

      • VaRevhi vanoramba vakavimbika kuna Jehovha (26-29)

  • 33

    • Mwari anotsiura vanhu (1-6)

    • Tende rekusanganira rinoiswa kunze kwemusasa (7-11)

    • Mozisi anokumbira kuona kubwinya kwaJehovha (12-23)

  • 34

    • Mahwendefa matsva ematombo (1-4)

    • Mozisi anoona kubwinya kwaJehovha (5-9)

    • Mashoko esungano anotaurwa zvakare (10-28)

    • Chiso chaMozisi chinopenya (29-35)

  • 35

    • Machengeterwo eSabata (1-3)

    • Zvipo zvekugadzirisa tebhenekeri (4-29)

    • Bhezareri naOhoriyabhi vanozadzwa nemweya waMwari (30-35)

  • 36

    • Vanhu vanounza zvakawanda kupfuura zviri kudiwa (1-7)

    • Kugadzirwa kwetebhenekeri (8-38)

  • 37

    • Kugadzira Areka (1-9)

    • Tafura (10-16)

    • Chigadziko chemarambi (17-24)

    • Atari yerusenzi (25-29)

  • 38

    • Atari yezvibayiro zvinopiswa (1-7)

    • Mudziyo wemhangura wekuisira mvura yekugeza (8)

    • Chivanze (9-20)

    • Kuverengwa kwezvinhu zvepatebhenekeri (21-31)

  • 39

    • Kugadzira nguo dzemupristi (1)

    • Efodhi (2-7)

    • Homwe yepachipfuva (8-21)

    • Nguo isina maoko (22-26)

    • Dzimwe nguo dzevapristi (27-29)

    • Karata kanopenya kegoridhe (30, 31)

    • Mozisi anoongorora tebhenekeri (32-43)

  • 40

    • Kumisa tebhenekeri (1-33)

    • Kubwinya kwaJehovha kunozadza tebhenekeri (34-38)