Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku Rekutanga reMadzimambo

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Dhavhidhi naAbhishagi (1-4)

    • Adhonija anoedza kutora chigaro cheumambo (5-10)

    • Natani naBhati-shebha vanoona zvekuita (11-27)

    • Dhavhidhi anorayira kuti Soromoni azodzwe (28-40)

    • Adhonija anotizira kuatari (41-53)

  • 2

    • Dhavhidhi anorayira Soromoni (1-9)

    • Dhavhidhi anofa; Soromoni anogara pachigaro (10-12)

    • Kupanduka kwaAdhonija kunomuurayisa (13-25)

    • Abhiyatari anodzingwa; Joabhi anourayiwa (26-35)

    • Shimei anourayiwa (36-46)

  • 3

    • Soromoni anoroora mwanasikana waFarao (1-3)

    • Jehovha anozviratidza kuna Soromoni kuhope (4-15)

      • Soromoni anokumbira uchenjeri (7-9)

    • Soromoni anotonga nyaya yevakadzi vaviri (16-28)

  • 4

    • Umambo hwaSoromoni (1-19)

    • Kugarika pakutonga kwaSoromoni (20-28)

      • Kugara vasina chekutya pasi pemuzambiringa nepasi pemuonde (25)

    • Uchenjeri hwaSoromoni nezvirevo zvake (29-34)

  • 5

    • Mambo Hiramu anopa zvekuvakisa (1-12)

    • Vanhu vakatorwa naSoromoni kuti vaite basa (13-18)

  • 6

    • Soromoni anovaka temberi (1-38)

      • Imba yemukati (19-22)

      • Makerubhi (23-28)

      • Mifananidzo yakatemererwa, madhoo, chivanze chemukati (29-36)

      • Temberi inopera kuvakwa mumakore anenge 7 (37, 38)

  • 7

    • Zvivakwa zvemuzinda waSoromoni (1-12)

    • Hiramu uyo aiva neunyanzvi anobatsira Soromoni (13-47)

      • Mbiru mbiri dzemhangura (15-22)

      • Dziva resimbi yakanyungudutswa (23-26)

      • Zvingoro 10 uye mabheseni emhangura (27-39)

    • Midziyo yegoridhe inopera kugadzirwa (48-51)

  • 8

    • Areka inoiswa mutemberi (1-13)

    • Soromoni anotaura nevanhu (14-21)

    • Munyengetero waSoromoni wekukumikidza temberi (22-53)

    • Soromoni anokomborera vanhu (54-61)

    • Zvibayiro uye mutambo wekukumikidza (62-66)

  • 9

    • Jehovha anozviratidzazve kuna Soromoni (1-9)

    • Chipo chakapiwa Mambo Hiramu naSoromoni (10-14)

    • Basa rakaitwa naSoromoni (15-28)

  • 10

    • Mambokadzi weShebha anoshanyira Soromoni (1-13)

    • Pfuma zhinji yaSoromoni (14-29)

  • 11

    • Madzimai aSoromoni anotsausa mwoyo wake (1-13)

    • Vanhu vaipikisa Soromoni (14-25)

    • Jerobhoamu anovimbiswa madzinza gumi (26-40)

    • Soromoni anofa; Rehobhoamu anoitwa mambo (41-43)

  • 12

    • Rehobhoamu anopindura nehasha (1-15)

    • Madzinza gumi anopanduka (16-19)

    • Jerobhoamu anoitwa mambo weIsraeri (20)

    • Rehobhoamu anorambidzwa kurwisa vaIsraeri (21-24)

    • Kunamata mhuru kwaJerobhoamu (25-33)

  • 13

    • Uprofita hwezvichaitika kuatari yekuBheteri (1-10)

      • Atari inotsemuka nepakati (5)

    • Munhu waMwari haana kuteerera (11-34)

  • 14

    • Ahija anoprofita zvichaitika kuna Jerobhoamu (1-20)

    • Rehobhoamu anotonga Judha (21-31)

      • Shishaki anouya kuzorwisa (25, 26)

  • 15

    • Abhijamu, mambo weJudha (1-8)

    • Asa, mambo weJudha (9-24)

    • Nadhabhi, mambo weIsraeri (25-32)

    • Bhaasha, mambo weIsraeri (33, 34)

  • 16

    • Mutongo waJehovha kuna Bhaasha (1-7)

    • Eraa, mambo weIsraeri (8-14)

    • Zimri, mambo weIsraeri (15-20)

    • Omri, mambo weIsraeri (21-28)

    • Ahabhi, mambo weIsraeri (29-33)

    • Hieri anovakazve Jeriko (34)

  • 17

    • Muprofita Eriya anotaura kuti mvura haisi kuzonaya (1)

    • Eriya anounzirwa zvekudya nemakunguo (2-7)

    • Eriya anoshanyira chirikadzi yekuZarefati (8-16)

    • Mwanakomana wechirikadzi anofa uye anomutswa (17-24)

  • 18

    • Eriya anosangana naObhadhiya naAhabhi (1-18)

    • Eriya nevaprofita vaBhaari paKameri (19-40)

      • ‘Kuva nemwoyo miviri’ (21)

    • Mvura inonaya pashure pemakore matatu nehafu (41-46)

  • 19

    • Eriya anotiza Jezebheri (1-8)

    • Jehovha anozviratidza kuna Eriya kuHorebhi (9-14)

    • Eriya anoudzwa kuti anozodza Hazaeri, Jehu, naErisha (15-18)

    • Erisha anogadzwa panzvimbo yaEriya (19-21)

  • 20

    • VaSiriya vanorwisa Ahabhi (1-12)

    • Ahabhi anokunda vaSiriya (13-34)

    • Uprofita hwezvichaitika kuna Ahabhi (35-43)

  • 21

    • Ahabhi anochiva munda wemizambiringa waNabhoti (1-4)

    • Jezebheri anoronga kuti Nabhoti aurayiwe (5-16)

    • Shoko raEriya kuna Ahabhi (17-26)

    • Ahabhi anozvininipisa (27-29)

  • 22

    • Jehoshafati anobatana naAhabhi (1-12)

    • Uprofita hwaMikaya hwekukundwa (13-28)

      • Mweya uchanonyengedza Ahabhi (21, 22)

    • Ahabhi anourayiwa kuRamoti-giriyedhi (29-40)

    • Jehoshafati anotonga Judha (41-50)

    • Ahaziya mambo weIsraeri (51-53)