Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku Rechipiri reMakoronike

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Soromoni anokumbira uchenjeri (1-12)

    • Upfumi hwaSoromoni (13-17)

  • 2

    • Kugadzirira kuvaka temberi (1-18)

  • 3

    • Soromoni anotanga kuvaka temberi (1-7)

    • Imba Tsvenetsvene (8-14)

    • Mbiru mbiri dzemhangura (15-17)

  • 4

    • Atari, Dziva, nemabheseni (1-6)

    • Zvigadziko zvemarambi, matafura, nezvivanze (7-11a)

    • Zvinhu zvepatemberi zvinopera kugadzirwa (11b-22)

  • 5

    • Kugadzirira kukumikidzwa kwetemberi (1-14)

      • Areka inopinzwa mutemberi (2-10)

  • 6

    • Mashoko aSoromoni kuvanhu (1-11)

    • Munyengetero waSoromoni wekukumikidza (12-42)

  • 7

    • Temberi inozadzwa nekubwinya kwaJehovha (1-3)

    • Mitambo yekukumikidza (4-10)

    • Jehovha anozviratidza kuna Soromoni (11-22)

  • 8

    • Zvimwe zvakavakwa naSoromoni (1-11)

    • Manamatiro epatemberi anorongwa (12-16)

    • Ngarava dzaSoromoni (17, 18)

  • 9

    • Mambokadzi weShebha anoshanyira Soromoni (1-12)

    • Upfumi hwaSoromoni (13-28)

    • Kufa kwaSoromoni (29-31)

  • 10

    • Israeri inopandukira Rehobhoamu (1-19)

  • 11

    • Kutonga kwaRehobhoamu (1-12)

    • VaRevhi vakavimbika vanoenda kuJudha (13-17)

    • Mhuri yaRehobhoamu (18-23)

  • 12

    • Shishaki anorwisa Jerusarema (1-12)

    • Kutonga kwaRehobhoamu kunoguma (13-16)

  • 13

    • Abhija, mambo weJudha (1-22)

      • Abhija anokunda Jerobhoamu (3-20)

  • 14

    • Kufa kwaAbhija (1)

    • Asa, mambo weJudha (2-8)

    • Asa anokunda vaItiopiya 1 000 000 (9-15)

  • 15

    • Asa anogadzirisa zvinhu (1-19)

  • 16

    • Chibvumirano chaAsa nevaSiriya (1-6)

    • Hananai anotsiura Asa (7-10)

    • Kufa kwaAsa (11-14)

  • 17

    • Jehoshafati, mambo weJudha (1-6)

    • Kudzidziswa kwevanhu (7-9)

    • Uto raJehoshafati (10-19)

  • 18

    • Kubatana kwaJehoshafati naAhabhi (1-11)

    • Uprofita hwaMikaya hwekukundwa (12-27)

    • Ahabhi anourayiwa kuRamoti-giriyedhi (28-34)

  • 19

    • Jehu anotsiura Jehoshafati (1-3)

    • Jehoshafati anogadzirisa zvinhu (4-11)

  • 20

    • Marudzi akapoteredza anotyisidzira Judha (1-4)

    • Jehoshafati anonyengetera kuti abatsirwe (5-13)

    • Mhinduro yaJehovha (14-19)

    • Judha inoponeswa zvinoshamisa (20-30)

    • Kuguma kweutongi hwaJehoshafati (31-37)

  • 21

    • Jehoramu, mambo weJudha (1-11)

    • Tsamba inobva kuna Eriya (12-15)

    • Magumo asina kunaka aJehoramu (16-20)

  • 22

    • Ahaziya, mambo weJudha (1-9)

    • Atariya anobvuta chigaro (10-12)

  • 23

    • Jehoyadha anopindira; Jehoashi anoitwa mambo (1-11)

    • Atariya anourayiwa (12-15)

    • Jehoyadha anogadzirisa zvinhu (16-21)

  • 24

    • Kutonga kwaJehoashi (1-3)

    • Jehoashi anogadziridza temberi (4-14)

    • Jehoashi anotsauka (15-22)

    • Jehoashi anourayiwa (23-27)

  • 25

    • Amaziya, mambo weJudha (1-4)

    • Hondo neEdhomu (5-13)

    • Kunamata zvidhori kwaAmaziya (14-16)

    • Hondo naJehoashi Mambo weIsraeri (17-24)

    • Kufa kwaAmaziya (25-28)

  • 26

    • Uziya, mambo weJudha (1-5)

    • Hondo dzakarwiwa naUziya (6-15)

    • Uziya anorohwa nemaperembudzi nekuti anozvikudza (16-21)

    • Kufa kwaUziya (22, 23)

  • 27

    • Jotamu, mambo weJudha (1-9)

  • 28

    • Ahazi, mambo weJudha (1-4)

    • Kukundwa neSiriya uye neIsraeri (5-8)

    • Odhedhi anoyambira Israeri (9-15)

    • Judha inoninipiswa (16-19)

    • Kunamata zvidhori kwaAhazi; kufa kwake (20-27)

  • 29

    • Hezekiya, mambo weJudha (1, 2)

    • Hezekiya anogadzirisa zvinhu (3-11)

    • Temberi inocheneswa (12-19)

    • Basa repatemberi rinotangazve (20-36)

  • 30

    • Hezekiya anochengeta Paseka (1-27)

  • 31

    • Hezekiya anobvisa kunamata kwenhema (1)

    • Vapristi nevaRevhi vanopiwa zvavanofanira kuwana (2-21)

  • 32

    • Saniheribhi anotyisidzira Jerusarema (1-8)

    • Saniheribhi anoshora Jehovha (9-19)

    • Ngirozi inouraya uto reAsiriya (20-23)

    • Kurwara kwaHezekiya uye kuzvikudza kwake (24-26)

    • Zvakaitwa naHezekiya uye kufa kwake (27-33)

  • 33

    • Manase, mambo weJudha (1-9)

    • Manase anopfidza zvivi zvake  (10-17)

    • Kufa kwaManase (18-20)

    • Amone, mambo weJudha (21-25)

  • 34

    • Josiya, mambo weJudha (1, 2)

    • Josiya anogadzirisa zvinhu (3-13)

    • Bhuku reMutemo rinowanika (14-21)

    • Huridha anoprofita nezvedambudziko (22-28)

    • Josiya anoverengera vanhu bhuku (29-33)

  • 35

    • Josiya anoronga nezvePaseka huru (1-19)

    • Josiya anourayiwa naFarao Neko  (20-27)

  • 36

    • Jehoahazi, mambo weJudha (1-3)

    • Jehoyakimu, mambo weJudha (4-8)

    • Jehoyakini, mambo weJudha (9, 10)

    • Zedhekiya, mambo weJudha (11-14)

    • Kuparadzwa kweJerusarema (15-21)

    • Shoko raKoreshi rekuvakazve temberi (22, 23)