Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raNahumi

Zvitsauko

1 2 3

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Mwari anotsiva mhandu dzake (1-7)

      • Mwari anoda kuzvipira kwakazara (2)

      • Jehovha anofunga vaya vanopotera kwaari (7)

    • Ninivhi ichaparadzwa zvachose (8-14)

      • Achaparadza zvekuti haazodzokorodzi (9)

    • Mashoko akanaka nezveJudha anoziviswa (15)

  • 2

    • Ninivhi ichaparadzwa (1-13)

      • “Magedhi enzizi achavhurwa” (6)

  • 3

    • “Rine nhamo guta rekudeura ropa!” (1-19)

      • Zvakaita kuti Ninivhi itongwe (1-7)

      • Ninivhi ichawa sezvakaita No-amoni (8-12)

      • Ninivhi ichatowa chete (13-19)