Kusuma Bhuku raZvakazarurwa
Pane zviratidzo zvakanyorwa mubhuku raZvakazarurwa zvinoratidza zvichaitwa neUmambo hwaMwari pakuzadzisa chinangwa chake paakasika vanhu. Tarisa uone zviratidzo zvacho.