Enda pane zvauri kuda

Chikoro

Paunoenda kuchikoro, unosangana nezvinhu zvinoratidza kuti unokwanisa kunyatsofunga zvakanaka here, kuramba wakadzikama, kuramba uchifara uye wakatendeka kuna Mwari. Ungaitei kuti uwane dzidzo yakanaka asi usinganyanyi kunetseka?

Ndingaita Sei Kuti Ndiwirirane Nemudzidzisi Wangu?

Kana uine mudzidzisi akaoma kuwirirana naye, une zvaunogona kuita kuti unakidzwe nekudzidza. Edza kushandisa mazano anotevera.

Ndingapedza Sei Homuweki Yangu?

Kana uri kuomerwa nekupedza homuweki yako, zvimwe kushanda nesimba haisi mhinduro, asi kushanda neungwaru.

Ndingaita Sei Kuti Ndibudirire Ndichidzidza Ndiri Kumba

Vana vakawanda vava kudzidzira vari kumba. Pane zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti ubudirire kunyange uchidzidzira uri kumba.

Ndoita Sei Kana Ndisingafariri Chikoro?

Kana usingafarire zvechikoro, hausi wega. Inzwa zvaunokwanisa kuita kuti ufarire chikoro.

Ndoita Sei Kana Ndiri Kufoira Kuchikoro?

Kurega chikoro, chimbofunga zvinhu 5 zvaungaita kuti upase.

Unofanira Kusiya Chikoro Here?

Pane zvakawanda zvaunofanira kutanga wafunga.

Ungaitei Kana Uchishungurudzwa?

Vakawanda vanoshungurudzwa vanoona sokuti hapana chavangaita kuti vapedze dambudziko iri. Nyaya ino inotsanangura zvingaitwa kugadzirisa dambudziko iri.

Ndingaita Sei Kana Ndichishungurudzwa?

Ungasakwanisa kuchinja zvinoitwa nemunhu anokushungurudza, asi unogona kuchinja zvauchaita kana washungurudzwa.

Zvaungaita Kuti Vamwe Vasakudherera Asi Usingavarovi

Ona kuti chii chingaita kuti udhererwe uye zvaungaita kuti usadhererwa.

Kudzidza Mumwe Mutauro Kwakanakirei?

Kuri nyore here? Asi kwakanakirei?

Mazano Pakudzidza Mumwe Mutauro

Kudzidza mumwe mutauro kunoda nguva, simba uye kuzvipira. Pepa iri richakubatsira kuti ungazviita sei.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 1: Sei Tichiti Mwari Ariko?

Unoda here kutsanangurira vamwe usingatyi kuti nei uchitenda kuti Mwari ariko? Verenga nyaya ino unzwe mazano aungashandisa.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?—Chikamu 2: Nei Tichiti Hatina Kubva Kumhuka?

Zvikonzero 2 zvinoratidza kuti nyaya yokuti vanhu vakabva kumhuka ndeyenhema.

Takasikwa naMwari Here Kana Kuti Takabva Kumhuka?​—Chikamu 4: Ndingatsanangura Sei Kuti Zvinhu Zvakaita Zvokusikwa?

Haufaniri hako kuva shasha yesayenzi kuti uratidze kuti zvinhu zvakaita zvokusikwa. Shandisa mavhesi ari nyore kutsanangura ari muBhaibheri.