Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mwanasikana Anodiwa Zvikuru

Mwanasikana Anodiwa Zvikuru

Dhaunirodha:

  1. 1. Kubva’ri kacheche,

    Vaimuda.

    K’fara nekuchema,

    Aizozviona.

    Asi paaibudirira pese

    Baba vake vaifara.

    (KORASI)

    Mwanas’kana, vanodada newe.

    Vacharamba vachikuda.

  2. 2. Zvek’shanda nesimba—

    Ndozvaanoda.

    Zvavanomuudza

    Zv’nomusimbisa.

    Anoziva kuti

    Vanozomuda.

    Ndozva’noda kunzwa kuti:

    (KORASI)

    “Mwanas’kana, nd’nodada newe.

    Nd’charamba ndichingokuda.”

    (BHIRIJI)

    Jehovha’no’na

    Anotoziva

    Basa raw’kaita,

    Nerudo rwako.

    Ha’mbokanganwi

    Unozomuda

    Kubva kare.

    (KORASI)

    Mwanas’kana, anodada newe.

    Mwanas’kana, iye anewe.

    Mwanas’kana, achak’chengeta.

    Mwanas’kana, anokuda.