Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvinhu Zvinokosha

Zvinhu Zvinokosha

Dhaunirodha:

  1. 1. Zuva nezuva tinotosarudza;

    Nguva yedu toda kuipedza sei.

    Tinombofarawo nevamwe vedu,

    Asi ndizvo chete zvata’kuita here?

    (KORASI)

    Toda kutenga nguva yekunyengetera,

    Kudzidza uye kuzvipira—

    Kuna Jehovha; ndozv’nonyanyokosha.

    Tisiye zv’notidzosa shure.

    Tifunge ramangwana nepatave.

    Tisamboshaye nguva yezvinokosha.

  2. 2. Zvinhu pazvinombotiomera,

    Tingatange kuvimba nezvisizvo.

    Kumba mhuri inotidawo,

    Asi kuti tivabatsire vasimbe—

    (KORASI)

    Toda kutenga nguva yekunyengetera,

    Kudzidza uye kuzvipira—

    Kuna Jehovha; ndozv’nonyanyokosha.

    Tisiye zv’notidzosa shure.

    Tifunge ramangwana nepatave.

    Tisamboshaye nguva yezvinokosha.

    (KORASI)

    Toda kutenga nguva yekunyengetera,

    Kudzidza uye kuzvipira—

    Kuna Jehovha; ndozv’nonyanyokosha.

    Tisiye zv’notidzosa shure.

    Tifunge ramangwana nepatave.

    Tisamboshaye nguva yezvinokosha.