Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ndinovimba Nemi

Ndinovimba Nemi

Dhaunirodha:

  1. 1. Semuti waita midzi,

    Mashoko enyu a-

    kapinda mumwoyo mangu, akandinyaradza.

    Chero kukauyei,

    M’nondipa uchenjeri,

    Chokwadi chenyu chinondiyeuchidza kuti

    (SUMO YEKORASI)

    Shinga; usambotye.

    Batisisa mashoko ake.

    (KORASI)

    Ndaomerwa mashoko enyu

    Ndoakandisimbisa.

    Zuva nezuva nd’nowedzera kuvimba nemi.

  2. 2. Nyika painomboedza,

    Kuti ndiite zvisizvo,

    Nd’nokuudzai ndichiziva munondida.

    Zvinoda kufungisisa—

    Kuti zvandaverenga

    Zvidzike m’mwoyo mangu ndikurudzirwe kuti

    (SUMO YEKORASI)

    Shinga; usambotye.

    Batisisa mashoko ake.

    Maziso atarise mberi.

    Ndione zvisingaoneki.

    (KORASI)

    Ndaomerwa mashoko enyu

    Ndoakandisimbisa.

    Zuva nezuva nd’nowedzera kuvimba nemi.—

    Nemi.

    (SUMO YEKORASI)

    Shinga; usambotye.

    Batisisa mashoko ake.

    Maziso atarise mberi.

    Ndione zvisingaoneki.

    (KORASI)

    Ndaomerwa mashoko enyu

    Ndoakandisimbisa.

    Zuva nezuva nd’nowedzera kuvimba nemi.