Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Fungidzira Nguva Yacho

Fungidzira Nguva Yacho

Dhaunirodha:

  1. 1. Upenyu hunonetesa.

    Zvatinazvo zvishoma.

    Ndinozviona mupfungwa,

    Zvinhu zvose zvichivapo.

    (KORASI)

    Fungidzira kusina marwadzo,

    Taita sevaduku zvakare.

    Fungidzira uchimuka uchiti,

    “Ndinotenda neupenyu nezuva iri!”

  2. 2. Handina chandakambonzwa,

    Maziso achipera.

    Nzeve dzichanzwa mimhanzi.

    Maziso achasvinudzwa.

    (KORASI)

    Fungidzira kusina marwadzo,

    Taita sevaduku zvakare.

    Fungidzira uchimuka uchiti,

    “Ndinotenda neupenyu nezuva iri!”

    (BHIRIJI)

    Ndingangova ndisi’ zvandaida.

    Rimwe zuva ndichazofara!

    (KORASI)

    Fungidzira kusina marwadzo,

    Taita sevaduku zvakare.

    Fungidzira tichitamba pasuo!

    Zvowedzera zuva nezuva.

    (KORASI)

    Fungidzira kusina marwadzo,

    Taita sevaduku zvakare.

    Fungidzira uchimuka uchiti,

    “Ndotenda neupenyu uhwu!”