Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Wepamwoyo

Wepamwoyo

Dhaunirodha:

  1. 1. Mudiwa,

    Mumwe chete wangu.

    Nd’nokuda,

    Chido chemwoyo.

    Zvauri pamwoyo—

    Zvinondipa m’faro.

    NaJehovha,

    Tine ramangwana.

    Unoita ndikude,

    Paunomira neni.

    Unondiremekedza.

    Unodada neni.

    (KORASI)

    Pamwe chete murudo,

    Hatitombosiyani.

    Asi tichanyanya kutodanana—

    Wepamwoyo.

  2. 2. Chido chemwoyo,

    Unondinzwisisa.

    Pamwe chete,

    Toshandira Mwari.

    Ndinogutsikana,

    Unondida, m’diwa.

    Ini ndicharamba—

    Nd’chingodada newe.

    (KORASI)

    Pamwe chete murudo,

    Hatitombosiyani.

    Asi tichanyanya kutodanana—

    Wepamwoyo.

    Pamwe chete murudo,

    Hatitombosiyani.

    Asi tichanyanya kutodanana—

    Wepamwoyo,

    Wepamwoyo,

    M’diwa.