Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Tinosimbisana

Tinosimbisana

Dhaunirodha:

  • (SUMO)

    Hama nehanzvadzi dzangu!

    Hama dzangu inzwai!

  1. 1. Tina Mwari m’mwe chete.

    K’tenda kwedu kumwe chetewo.

    Todzidza zvimwe chete,

    Toimba pamwe chete nem’faro.

    (SUMO YEKORASI)

    Munhamo dzese,

    Hatisi tega.

    Hama dzinotibatsira.

    (KORASI)

    Takabatana tese semhuri imwe

    Takabatana tinotosimbisana

    Takabatana toshanda pamwe chete

    Nyange zviome totsigirana, tiri pamwe chete

  2. 2. Tinobva m’nyika dzese.

    Takasiyana tozviziva

    Kunyange zvakadaro,

    Toshanda pamwe ti’ne rugare

    (SUMO YEKORASI)

    Chero kwatiri

    Hama dziriko

    Dz’notida nemwoyo wese

    (KORASI)

    Takabatana tese semhuri imwe

    Takabatana tinotosimbisana

    Takabatana toshanda pamwe chete

    Nyange zviome totsigirana, tiri pamwe chete

    Tiri pamwe chete semhuri.

    (KORASI)

    Takabatana tese semhuri imwe

    Takabatana tinotosimbisana

    Takabatana toshanda pamwe chete

    Nyange zviome totsigirana, tiri pamwe chete

    Tiri pamwe chete

    Tiri pamwe chete