Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

‘Rugare Rwakaita Serwizi’

‘Rugare Rwakaita Serwizi’

Dhaunirodha:

  1. 1. Ndinombosvika pakupererwa,

    Ndozvidya mwoyo kasingaperi.

    Pfungwa dzangu dzakaremerwa,

    Asi zvese ndoudza Mwari.

    (KORASI)

    Ondizadza nerugare—

    Serwizi rusingapwi—

    Ochengeta mwoyo,

    Ondizadza netariro uye mufaro.

    Ndoramba ndakavimbika nekusingaperi.

  2. 2. Jehovha orereka nzeve.

    Ndochema kwaari; onzwisisa

    Pfungwa nemwoyo zvorerukirwa.

    Ndonzwa kuti anondida.

    (KORASI)

    Ondizadza nerugare—

    Serwizi rusingapwi—

    Ochengeta mwoyo,

    Ondizadza netariro uye mufaro.

    Ndoramba ndakavimbika nekusingaperi.

    (KORASI)

    Ondizadza nerugare—

    Serwizi rusingapwi—

    Ochengeta mwoyo,

    Ondizadza netariro uye mufaro.

    Ndoramba ndakavimbika nekusingaperi.