MAZANO EKUBATSIRA VAKAFIRWA
Zviri Mumagazini Ino: Mazano Ekubatsira Vakafirwa
-
Kufirwa kunorwadza zvakadii? Nei vanhu vanenge vafirwa vachida kunyaradzwa?
-
Nyaya iyi inotaura zvinhu zvinofungwa nevanhu nezvekurwadziwa kunoita vanhu vanenge vafirwa uye inotaurawo zvinowanzoitika kwavari. Kana wakafirwa, ona zvinhu zvakasiyana-siyana zvinogona kuitika kwauri.
-
ZVAUNGAITA KUTI UTSUNGIRIRE KANA WAFIRWA
Zvii zvaungaita kuti usanyanya kurwadziwa? Nyaya iyi inotaura mazano anobva muBhaibheri akabatsirawo vamwe.
-
MAZANO ANONYATSOBATSIRA VAKAFIRWA
Verenga unzwe kunobva mazano anonyaradza akashandiswa nevakawanda pavaishungurudzika uye kuti ungaashandisawo sei.