Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

“Mwoyo Wakadzikama Unopa Upenyu Kumuviri”

“Mwoyo Wakadzikama Unopa Upenyu Kumuviri”

Mashoko aya ari pana Zvirevo 14:30 akanyorwa makore anenge 3 000 akapfuura! Anoratidza kuti uchenjeri hweBhaibheri hunoramba huchishanda pasinei nekuti rakanyorwa riini. Kana uchida kudzidza zvakawanda, enda pajw.org. Ipapo uchawana mavhidhiyo akasiyana-siyana, nyaya dzakawanda dzinobatsira, uye zvinotaurwa nevamwe vanenge vachibvunzwa uye zvinhu zvinobatsira kuderedza kushushikana. Dzimwe nyaya dzacho ndeidzi: