Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Unoda Kudzidza Zvimwe Here?

Unoda Kudzidza Zvimwe Here?

Bhaibheri rinoti: “Uchenjeri ndihwo hunokosha kupfuura zvimwe zvese, saka wana uchenjeri, uye pazvese zvaunowana, wana mwoyo unonzwisisa.” (Zvirevo 4:7) Musiki wedu anotipa mazano anogona kutibatsira kuti tiite zvisarudzo zvakanaka uye tifare muupenyu.

Kana uchida kunzwa mamwe mazano anotaurwa muBhaibheri enda pajw.org. Uchawana . . .

  • BHAIBHERI

  • MAVHIDHIYO

  • MAKATUNI

  • ZVINOTAURWA NEVAMWE

  • DZIMWEWO NYAYA

Zvese zviripo hazvibhadhariswi, uye zvinobatsira vanhu vese.