Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 1

“Simba Rake Rinoshamisa”

“Simba Rake Rinoshamisa”

Muchikamu chino tichakurukura nyaya dzemuBhaibheri dzinoratidza kuti Jehovha ane simba rekusika, rekuparadza, rekudzivirira, uye rekudzorera zvinenge zvaparadzwa. Kunzwisisa mashandisiro anoita Jehovha “simba rake rinoshamisa,” kunotipa ushingi netariro.​—Isaya 40:26.

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

CHITSAUKO 4

“Jehovha . . . Ane Simba Guru”

Simba raMwari rinofanira kuita kuti timutye here? Mhinhuro ndeyekuti hongu uye kwete.

CHITSAUKO 5

Simba Rekusika—“Musiki Wedenga Nenyika”

Kubvira pazvinhu zvikuru zvakadai sezuva kusvika pakanhu kadikidiki kakadai setsodzo, zvinhu zvakasikwa naJehovha zvinogona kutidzidzisa chidzidzo chinokosha nezvake.

CHITSAUKO 6

Simba Rekuparadza​—“Jehovha Murwi Ane Simba”

Sei “Mwari werugare” dzimwe nguva achirwa hondo?

CHITSAUKO 7

Simba Rekudzivirira​—“Mwari Ndiye Nzvimbo Yedu Yekupotera”

Mwari anodzivirira vashumiri vake munzira mbiri, uye imwe yacho inokosha zvikuru.

CHITSAUKO 8

Simba Rekudzorera Zvinhu Zvese​—Ari “Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”

Jehovha akatodzorera kunamata kwakachena. Ko mune ramangwana chii chaachaita kuti chiitike?

CHITSAUKO 9

“Kristu Isimba raMwari”

Zvishamiso zvakaitwa naJesu, uye kudzidzisa kwaakaita, zvinoratidza sei simba raJehovha Mwari?

CHITSAUKO 10

“Ivai Vatevedzeri vaMwari” Pamashandisiro Amunoita Simba

Tese tine simba ratiinaro. Tingarishandisa sei zvakanaka?