Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 3

“Ane Mwoyo Wakachenjera”

“Ane Mwoyo Wakachenjera”

Hakuna pfuma yaungatsvaga inokosha kupfuura uchenjeri hwechokwadi. Jehovha chete ndiye dura repfuma iyoyo. Muchikamu chino tichanyatsotarisisa uchenjeri husingagumi hwaJehovha Mwari, uyo akazonzi nemurume akatendeka Jobho: “Ane mwoyo wakachenjera.”Jobho 9:4.

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

CHITSAUKO 17

‘Chokwadi Uchenjeri hwaMwari Hwakadzama!’

Nei tichiti uchenjeri hwaMwari hwakatokwirira kupfuura ruzivo rwaainarwo uye kunzwisisa kwaanoita zvinhu?

CHITSAUKO 18

“Shoko raMwari” Rinoratidza Uchenjeri Hwake

Nei Mwari akashandisa vanhu kuti vanyore pfungwa dzake muBhaibheri, uye nei akasarudza kuita kuti dzimwe pfungwa dzinyorwe kana kuti dzirege kunyorwa?

CHITSAUKO 19

“Uchenjeri hwaMwari Muchakavanzika Chitsvene”

Chii chinonzi chakavanzika chitsvene uye Mwari akachizivisa sei zvishoma nezvishoma?

CHITSAUKO 20

“Ane Mwoyo Wakachenjera” Asi Anozvininipisa

Mutongi wezvinhu zvese angazvininipisa here?

CHITSAUKO 21

Jesu Anoratidza “Uchenjeri Hunobva Kuna Mwari”

Madzidzisiro aJesu aishamisa zvekuti mumwe musi mauto akanga atumwa kunomusunga akadzoka achingova maoko!

CHITSAUKO 22

“Uchenjeri Hunobva Kumusoro” Huri Kushanda Muupenyu Hwako Here?

Bhaibheri rinotaura nzira ina dzinogona kutibatsira kuti tive ‘neuchenjeri hunobva kumusoro.’