Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 4

“Mwari Rudo”

“Mwari Rudo”

Pane zvese zvatakadzidza nezvaJehovha, hapana chinopfuura rudo rwake. Ndirwo runonyanya kuita kuti tide kuva pedyo naye. Patinenge tichiongorora kuti rudo rwakaita sei, tichasvika pakunzwisisa kuti nei Bhaibheri richiti “Mwari rudo.”—1 Johani 4:8.

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

CHITSAUKO 23

“Akatanga Kutida”

Mashoko ekuti “Mwari rudo” anomborevei chaizvo?

CHITSAUKO 24

Hapana Chinogona “Kutiparadzanisa Nerudo rwaMwari”

Ramba nhema dzekuti uri munhu asingadike uye kuti Mwari haakukoshese.

CHITSAUKO 25

“Tsitsi Huru dzaMwari Wedu”

Tsitsi dzaMwari dzakafanana papi nezvinoitwa naamai kumwana wavakabereka?

CHITSAUKO 26

Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

Jehovha anokwanisa kuyeuka zvinhu zvese, saka zvinorevei kuti paanoregerera anobva akanganwa?

CHITSAUKO 27

“Akanaka Kwazvo!”

Zvinorevei kuti Mwari akanaka?

CHITSAUKO 28

“Ndimi Mega Makavimbika”

Kuvimbika kunopfuura sei kutendeka?

CHITSAUKO 29

Kuziva “Rudo rwaKristu”

Jesu akaratidza rudo nenzira nhatu dzinonyatsoratidza kuti anotevedzera Baba vake.

CHITSAUKO 30

“Rambai Muchifamba Murudo”

Bhuku rekutanga raVaKorinde rinotsanangura nzira dzakasiyana-siyana dzatingaratidza nadzo rudo.