Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kavha Yekumashure

Kavha Yekumashure

Isaya 40:11 inoti nezvaJehovha Mwari: “Achachengeta makwai ake sezvinoita mufudzi. Achaunganidza makwayana neruoko rwake, uye achaatakura pachipfuva chake.” Pauri kuona gwayana iri riri mumaoko memufudzi, unonzwa uchidawo kuva pedyo naBaba vako vekudenga zvakadaro here? Asi ungaswedera sei pedyo naJehovha?