Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kukura Kwako Pakunamata

Kukura Kwako Pakunamata

Chikamu 9

Kukura Kwako Pakunamata

Pane zvinotevera, ndezvipi zvakanyanya kukuomera?

□ Kudzidza Bhaibheri

[Mashoko Omuzasi]

□ Kunyengetera kuna Jehovha Mwari nguva dzose

□ Kutaura nevamwe (zvikurukuru vezera rangu) nezvokutenda kwangu

□ Kunzwisisa uchenjeri hwemirayiro yeBhaibheri

Pamutsetse uri pasi apa, nyora chinangwa chaungada kuva nacho pachinhu chaunoona chakanyanya kukuomera kuita.

․․․․․

Zvitsauko 34-38 zvichakubatsira kuti uone kuti ungasimbisa sei ukama hwako naMwari, kuti ungararama sei maererano nemirayiro yeBhaibheri, uye kuti ungaita sei zvinangwa zvichaita kuti upenyu hwako huve negwara uye nechinangwa.

[Mufananidzo unozadza peji yose uri papeji 280, 281]