Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvoupenyu Hwangu—Maitiro Ekuzvikuvadza

Zvoupenyu Hwangu—Maitiro Ekuzvikuvadza

CHIKAMU 5

Zvoupenyu Hwangu—Maitiro Ekuzvikuvadza

Nyora zvikonzero nei uchifunga kuti ungangoedzwa kusvuta, kushapira doro kana kushandisa zvinodhaka.

․․․․․

Rondedzera zvaungaita kuti ufare kana zvinoita kuti unzwe wakagadzikana paunenge uine zvinokunetsa asi zvisiri zvinhu zvinokukuvadza.

․․․․․