Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kavha Yokuseri

Kavha Yokuseri

Kavha Yokuseri

Zvikamu zvebhuku rino zvinoti

ZVOKUITA NEVOMUMHURI

ZVAURI

MUCHIKORO UYE KUNZE

ZVEPABONDE, TSIKA UYE RUDO

MAITIRO EKUZVIKUVADZA

NGUVA YAUNENGE USINA ZVOKUITA

KUNAMATA KWAUNOITA

MASHOKO OKUWEDZERA KUVABEREKI

Vanhu vakuru vari kudzidziswa! Ungaitei kuti uve neunyanzvi hunozokubatsira kuti uve munhu mukuru anoziva zvaanoita? Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda, Bhuku 1, rinogona kukubatsira. Mazano aro anobva mumashoko anobatsira anowanikwa muBhaibheri. Shoko raMwari rabatsira vanhu vakawanda kukunda matambudziko oupenyu. Ona kuti ringakubatsira sei!

“Mano okufunga acharamba akakurinda, ungwaru huchakuchengetedza.”—Zvirevo 2:11.