Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nhoroondo

Nhoroondo

Nhoroondo

Bhuku Rino Rine . . .

MAGWARO

anobudisa pfungwa huru

ZANO

mazano anoshanda achakubatsira kuti ubudirire

WAIZVIZIVA HERE KUTI . . .

mashoko achakubatsira kuti ufunge

ZVANDINORONGA KUITA!

mikana yokuti utaure kuti uchashandisa sei zvaunenge waverenga

UNOFUNGEI?

mibvunzo ichakubatsira kufungisisa zvaunenge waverenga

Uyewo . . .

ZVOUPENYU HWANGU

chikamu chimwe nechimwe chebhuku rino chinoguma nepeji yakanzi zvoupenyu hwangu ichaita kuti unyore zvaunofunga

MUENZANISO WOKUTEVEDZERA

vanhu vomuBhaibheri vakasarudzwa vanonzi vakakodzera kuti titevedzere