Enda pane zvauri kuda

Chidzidzo 1: Teerera Vabereki Vako

Chidzidzo 1: Teerera Vabereki Vako

Nei tichifanira kuteerera vabereki vedu? Ona kuti sei kuteerera kuchikosha kubva pane zviri kuitwa naKuda.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

MAVHIDHIYO

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha

Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.