Enda pane zvauri kuda

Batsira Kuda Kurongedza!

Batsira Kuda Kurongedza!

Dhaunirodha nyaya iyi, uye batsira Kuda kutsvaga zvinhu 5 zvekutambisa. Kuda anoratidza kuti anoteerera amai vake nekurongedza zvinhu zvake.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Rongedza Zvinhu Zvako

Jehovha anoisa zvinhu zvose panzvimbo yakakodzera. Ona kuti ungamutevedzerawo sei!

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.