Enda pane zvauri kuda

Gadzira Bhegi Rako Rokunoparidza!

Gadzira Bhegi Rako Rokunoparidza!

Dhaunirodha nyaya iyi, ona vhidhiyo inonzi “Hande Kunoparidza,” uye chibva wagadzira bhegi rokunoparidza.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Hande Kunoparidza

Sarudzai agadzirira here kuenda kunoparidza? Tarisa vhidhiyo kuti uone kuti unogadzirira sei.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA

Nguva Yakwana!

Ndedzipi hembe dzaunofunga kuti Kuda naSarudzai vanofanira kupfeka pakunoparidza?

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.