Enda pane zvauri kuda

Jehovha Ndiye Akasika Mhuka!

Jehovha Ndiye Akasika Mhuka!

Ona vhidhiyo inonzi “Jehovha . . . Akasika Zvinhu Zvose.” Dhaunirodha pepa iri, wobva wakala mhuka dzacho!

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

‘Jehovha Akasika Zvinhu Zvose’

Unoziva here kuti chii chakatanga kusikwa naMwari? Tarisa pamwe chete naKuda muone kuti chii chakatanga kusikwa uye chichizoteverwa nei.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.