Enda pane zvauri kuda

Bata Nemusoro Pisarema 133:1

Bata Nemusoro Pisarema 133:1

Kana mapedza kuimba rwiyo nhamba 93, kalai pikicha iyi mobva maedza kubata nemusoro Pisarema 133:1 kuti muyeuke zvakanakira misangano yedu.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Komborerai Kuungana Kwedu (Rwiyo 93)

Imbawo uye ona zvinoitwa nevamwe kuti vapinde misangano yechiKristu nguva dzose.

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.