Enda pane zvauri kuda

Makadhi Okuti Uchengete

Makadhi Okuti Uchengete

Makadhi aya ane zvidzidzo saka cheka uachengete.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Nyengetera Chero Nguva

Vhidhiyo iyi inogona kukopwa inodzidzisa vana kuti vanganyengetera kuna Jehovha nguvai uye vari panzvimbo yakaita sei.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kuba Kwakaipa

Mwari anoona sei kuba? Verenga Eksodho 20:15. Ona vhidhiyo uye dzidza zvakawanda kubva pane zvinoitwa naKuda.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Hande Kunoparidza

Sarudzai agadzirira here kuenda kunoparidza? Tarisa vhidhiyo kuti uone kuti unogadzirira sei.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Taura Zvakanaka Uye Iti Maita Basa

Kuda anoona kuti kutaura zvakanaka kunobatsira.

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Kuva Nerupo Kunoita Kuti Ufare

Pane nzira dzakawanda dzokuratidza nadzo rupo. Unofunga kuti dzimwe dzacho ndedzipi?

IVA SHAMWARI YAJEHOVHA

Rongedza Zvinhu Zvako

Jehovha anoisa zvinhu zvose panzvimbo yakakodzera. Ona kuti ungamutevedzerawo sei!