Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Rwiyo 150

Kuwedzera Basa Redu

Kuwedzera Basa Redu

Dhaunirodha:

(Mateu 9:37, 38)

  1. She Jehovha anoziva

    Zvatinoda tigofara.

    Anotipa nzira zhinji

    Dzokuti timushumire.

    (KORASI)

    Tiwedzere basa,

    tipe Jehovha.

    Kunoda vashandi, tiveko,

    zvibve pamwoyo.

  2. Kune basa m’nyika dzose.

    Tiende kune vashoma.

    Tawedzera basa redu.

    Tinenge tichipa vamwe.

    (KORASI)

    Tiwedzere basa,

    tipe Jehovha.

    Kunoda vashandi, tiveko,

    zvibve pamwoyo.

  3. Kuno kwatiri kugara,

    Tinoedza zvinhu zvitsva.

    Tinodzidza mitauro

    Kuti tizivise vose.

    (KORASI)

    Tiwedzere basa,

    tipe Jehovha.

    Kunoda vashandi, tiveko,

    zvibve pamwoyo.