Takazoenda kuBheteri
Imba nevamwe nezvekuenda kuBheteri.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Kuda naSarudzai Vanoshanyira Bheteri
Tarisa uone mapikicha ezvakaita kuBheteri kwakaendwa naKuda naSarudzai.
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.