Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RWIYO 39

Kuita Zita Rakanaka naMwari

Kuita Zita Rakanaka naMwari

(Muparidzi 7:1)

  1. 1. Muupenyu hwedu, zuva nezuva,

    Tive nezita rinofadza Mwari.

    Patinorwisa kuita zvakanaka,

    Tichafadza mwoyo waMwari.

  2. 2. Kutsvaga mukurumbira munyika,

    Kutsvaga kuti isu tionekwe,

    Kushamwaridzana nayo hakushandi.

    Hatizofarirwi naMwari.

  3. 3. Toda kuti naMwari tiyeukwe,

    Zita reduwo mubhuku rinyorwe.

    Tivimbe naye, titsigire chokwadi,

    Zita rirambe rakanaka.