Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RWIYO 50

Munyengetero Wangu Wekuzvitsaurira

Munyengetero Wangu Wekuzvitsaurira

(Mateu 22:37)

  1. 1. Mwoyo wangu wa’wenyu,

    Ude chokwadi chenyu.

    Inzwi rangu ra’renyu,

    Richakurumbidzai.

  2. 2. Tsoka dzangu, maoko

    Ngazvikushumirei.

    Ndarama yandinayo,

    Handingakunyimii.

  3. 3. Hwangu hwese upenyu,

    Torai hwava hwenyu.

    Ini wacho nda’wenyu,

    Ndiite kuda kwenyu.