Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Teerera Zano Kuti Uve Akachenjera

Teerera Zano Kuti Uve Akachenjera

Kunyange zvazvo mukuru akamupa zano achiri mudiki, Byong Soo anokurudzirwa kuti aise pfungwa dzake pazano rinobva muMagwaro, achifunga nezvekuti zano racho rinenge richibva kuna Jehovha.