Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

BHOKISI REKUDZIDZISA 7A

Nyika Dzakapoteredza Jerusarema

c. 650-300 B.C.E.

Nyika Dzakapoteredza Jerusarema

CHATI YENGUVA (MAKORE ESE NDEEKUMAB.C.E.)

  1. 620: Bhabhironi rinoita kuti Jerusarema rive pasi paro

    Nebhukadhinezari anoita kuti mambo weJerusarema atonge ari pasi pake

  2. 617: Bhabhironi rinotora nhapwa dzekutanga kuJerusarema

    Vatongi, varwi vakasimba, uye vanhu vane unyanzvi hwakasiyana-siyana vanoendeswa kuBhabhironi

  3. 607: Bhabhironi rinoparadza Jerusarema

    Guta racho netemberi yaro zvinopiswa

  4. Pashure pegore ra607: Guta reTire raiva pedyo negungwa Nebhukadhinezari anoita makore 13 achirwisa Tire. Anokunda guta reTire raiva pedyo negungwa, asi guta riri pachitsuwa rinosiyiwa rakadaro

  5. 602: Amoni neMoabhi

    Nebhukadhinezari anorwisa vaAmoni nevaMoabhi

  6. 588: Bhabhironi rinokunda Ijipiti

    Mugore rake rechi37 ari mambo, Nebhukadhinezari anorwisa Ijipiti

  7. 332: Guta reTire riri pachitsuwa

    Uto revaGiriki richitungamirirwa naAlexander, rinoparadza chitsuwa cheTire

  8. 332 kana kuti gore iri risati rasvika: Firistiya

    Alexander anokunda Gaza, guta guru revaFiristiya

Nzvimbo Dziri Pamepu

  • GIRISI

  • GUNGWA GURU

  • (GUNGWA REMEDHITERENIYENI)

  • TIRE

  • Sidhoni

  • Tire

  • Samariya

  • Jerusarema

  • Gaza

  • FIRISTIYA

  • IJIPITI

  • BHABHIRONI

  • AMONI

  • MOABHI

  • EDHOMU