Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

BHOKISI REKUDZIDZISA 11A

Varindi Vakaita Zvakanaka

Varindi Vakaita Zvakanaka

Varindi ava vaipikiswa asi vakaramba vakavimbika, vachiyambira vanhu uye vachizivisa mashoko akanaka.

MUNGUVA YEVAISRAERI

  • Isaya 778–c. 732 B.C.E.

  • Jeremiya 647-580 B.C.E.

  • Ezekieri 613–c. 591 B.C.E.

PAKATANGA CHIKRISTU

  • Johani Mubhabhatidzi 29-32 C.E.

  • Jesu 29-33 C.E.

  • Pauro c. 34–c. 65 C.E.

MAZUVA ANO

  • C. T. Russell Nevamwe Vake c. 1879-1919

  • Muranda Akatendeka 1919–Mazuva ano