Chishanu
“Shinga, usimbe kwazvo”—JOSHUA 1:7
MANGWANANI
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 110 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Kuna Jehovha Ndiko Kunobva Ushingi Hwechokwadi (Pisarema 28:7; 31:24; 112:7, 8; 2 Timoti 1:7)
-
10:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: VaKristu Vechokwadi Vanofanira Kuva Neushingi
-
Kuti Vaparidze (Zvakazarurwa 14:6)
-
Kuti Varambe Vari Vatsvene (1 VaKorinde 16:13, 14)
-
Kuti Vasava Nedivi Ravanotsigira (Zvakazarurwa 13:16, 17)
-
-
11:05 Rwiyo Nhamba 126 Nezviziviso
-
11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: “Shinga, Usimbe Uye Uzviite”! (1 Makoronike 28:1-20; 1 Samueri 16:1-23; 17:1-51)
-
11:45 ‘Hapana Chombo Chichagadzirirwa Kukurwisa Chichabudirira’ (Isaya 54:17; Pisarema 118:5-7)
-
12:15 Rwiyo Nhamba 61 Nekumbozorora
MASIKATI
-
1:25 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:35 Rwiyo Nhamba 69
-
1:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Kuenzanisa Zvinoparadza Ushingi Nezvinowedzera Ushingi
-
Kuora Mwoyo, Netariro (Pisarema 27:13, 14)
-
Kugunun’una, Nekuonga (Pisarema 27:1-3)
-
Kuzvivaraidza Nezvinhu Zvakaipa, Nekuparidza (Pisarema 27:4)
-
Shamwari Dzakaipa, Neshamwari Dzakanaka (Pisarema 27:5; Zvirevo 13:20)
-
Uchenjeri Hwenyika, Nekudzidza Uri Wega (Pisarema 27:11)
-
Kusava Nechokwadi, Nekuva Nekutenda (Pisarema 27:7-10)
-
-
3:10 Rwiyo Nhamba 55 Nezviziviso
-
3:20 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Zvavakasarudza Kurasikirwa Nazvo Uye Kukomborerwa Kwavakaitwa
-
Hananiya, Mishaeri naAzariya (Dhanieri 1:11-13; 3:27-29)
-
Akwira naPrisira (VaRoma 16:3, 4)
-
Stefani (Mabasa 6:11, 12)
-
-
3:55 “Shingai! Ini Ndakunda Nyika” (Johani 16:33; 1 Petro 2:21, 22)
-
4:15 Masoja aKristu Ane Ushingi (2 VaKorinde 10:4, 5; VaEfeso 6:12-18; 2 Timoti 2:3, 4)
-
4:50 Rwiyo Nhamba 22 Nemunyengetero Wekugumisa