Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvinhu Zvakachinja Panyika Kubva Muna 1914

Zvinhu Zvakachinja Panyika Kubva Muna 1914

Bhaibheri rinotaura zvinhu zvaizoratidza kuti “mazuva ekupedzisira” asvika. (2 Timoti 3:1) Ona zvinoratidza kuti zvinhu izvi zvakawedzera kubvira muna 1914.