Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Shamwari

Shamwari

Ndedzipi shamwari dzakanakisa kupfuura vamwe vese?

Pis 25:14; Joh 15:​13-15; Jak 2:23

Onawo Zvi 3:32

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 5:​22-24—Inoki aiva neushamwari hwepedyo naMwari

    • Ge 6:9—Noa akafamba naMwari sezvakaita sekuru vake Inoki

Nei tichifanira kuva neshamwari dzakanaka?

Zvi 13:20; 17:17; 18:24; 27:17

Onawo Zvi 18:1

Nei tichifanira kupinda misangano nguva dzese?

Tingaita sei kuti tiwane shamwari dzakanaka?

Zvakaipirei kushamwaridzana nevanhu vasingadi Jehovha?

Zvi 13:20; 1VaK 15:33; VaE 5:​6-9

Onawo 1Pe 4:​3-5; 1Jo 2:​15-17

Onawo “Ushamwari Nenyika

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

Hatifaniri kutaura nevanhu vasingashumiri Jehovha here?

Nei zvisina kunaka kuti munhu adanane nemunhu asina kubhabhatidzwa?

Ona “Wanano

Nei tisingafaniri kushamwaridzana nevanhu vakadzingwa?