Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

VaKristu

VaKristu

Zvakafamba sei kuti vateveri vaJesu vazozivikanwa sevaKristu?

VaKristu vechokwadi vanozivikanwa nei?

Chii chinoita kuti vaKristu vechokwadi vaponeswe?

Nei vaKristu vachizviisa pasi paKristu saMambo wavo akagadzwa kudenga?

Nei vaKristu vechokwadi vasingapindiri mune zvenyika?

Nei vaKristu vechokwadi vachiteerera hurumende?

VaR 13:​1, 6, 7; Tit 3:1; 1Pe 2:​13, 14

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Mt 22:​15-22—Jesu akatsanangura kuti nemhaka yei vateveri vake vachibhadhara mutero

    • Mab 4:​19, 20; 5:​27-29—Vateveri vaJesu vakaratidza kuti vanoteerera hurumende chero bedzi zvavanonzi vaite zvisingapesani nemitemo yaMwari

VaKristu vakafanana papi nevarwi?

Nei vaKristu vachifanira kurarama vachitevedzera zvavanotenda?

Mt 5:16; Tit 2:​6-8; 1Pe 2:12

Onawo VaE 4:​17, 19-24; Jak 3:13

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • Mab 9:​1, 2; 19:​9, 23—ChiKristu chinonziwo “Nzira Iyi,” kuratidza kuti kana uri muKristu unofanira kurarama uchitevedzera zvaiitwa naKristu

Nei vaKristu vechokwadi vachifanira kuva zvapupu zvaJehovha Mwari?

Nei vaKristu vechokwadi vachifanirawo kuva zvapupu zvaJesu Kristu?

Nei vaKristu vese vechokwadi vachifanira kuparidza mashoko akanaka?

VaKristu vanofanira kuona sei kutambudzwa?

Ona “Kutambudzwa

VaKristu vese vechokwadi vachanorarama naJesu kudenga here?

VaKristu vechokwadi vakawanda vachararama kupi mune ramangwana?

VaKristu vechokwadi vanowanikawo here mune mamwe machechi?

Vanhu vese vanozviti vaKristu vateveri vaJesu zvechokwadi here?

Mt 7:​21-23; VaR 16:​17, 18; 2VaK 11:​13-15; 2Pe 2:1

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Mt 13:​24-30, 36-43—Jesu akataura mufananidzo wairatidza kuti kwaizova nevaKristu venhema vakawanda

    • 2VaK 11:​24-26—Muapostora Pauro paakataura nezvematambudziko aakasangana nawo, akataurawo kuti kwaiva ‘nehama dzenhema’

    • 1Jo 2:​18, 19—Muapostora Johani akataurawo kuti kwakanga kwatova “nevanhu vanopesana naKristu vazhinji,” vakanga vasiya chokwadi