Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kugutsikana

Kugutsikana

Zvi 30:​8, 9; 1Ti 6:​6-8; VaH 13:5

Onawo Mt 6:​11, 19-21, 24-33; Mab 20:35; VaF 4:​11-13

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • 1Mad 17:​8-16—Jehovha akaita chishamiso chekupa chirikadzi yekuZarefati zvekudya zuva rimwe nerimwe uye nyaya iyi inotidzidzisa kuti tigutsikane