Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvisarudzo

Zvisarudzo

Chii chingatibatsira kuti tiite zvisarudzo zvakanaka?

Nei tisingafaniri kumhanyirira patinenge tichida kuita zvisarudzo zvinokosha?

Nei tisingafaniri kuita zvinodiwa nemwoyo patinenge tichida kuita zvisarudzo?

Zvi 28:26; Jer 17:9

Onawo Nu 15:39; Zvi 14:12; Mup 11:​9, 10

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • 2Mak 35:​20-24—Mambo akanaka Josiya akaramba zano raakapiwa rakabva kuna Jehovha akaenda kunorwa naFarao Neko

Nei tichifanira kunyengetera kuna Jehovha tisati taita zvisarudzo zvinokosha?

VaF 4:​6, 7; Jak 1:​5, 6

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ru 6:​12-16—Jesu akaita usiku hwese achinyengetera asati asarudza vaapostora vake 12

    • 2Mad 19:​10-20, 35—Mambo Hezekiya akanyengetera kuna Jehovha paaida kurwiswa nemauto ane simba uye Jehovha akamununura

Ndiani anotibatsira kuita zvisarudzo zvakanaka, uye anotibatsira sei?

Pis 119:105; Zvi 3:​5, 6; 2Ti 3:​16, 17

Onawo Pis 19:7; Zvi 6:23; Isa 51:4

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • Mab 15:​13-18—Dare rinotungamirira raiva muJerusarema rakatsvaga zvinotaurwa neMagwaro paraida kuita chisarudzo chikuru

Zvisarudzo pazvinhu zvinotevera:

Upenyu hwedu

Basa

Ona “Basa

Zvekuzvivaraidza nazvo

Ona “Kuzvivaraidza

Wanano

Ona “Wanano

Marapirwo

Re 19:26; Dhe 12:​16, 23; Ru 5:31; Mab 15:​28, 29

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • Mab 19:​18-20—VaKristu vaiva muEfeso vakaratidza kuti vakanga vasingachadi kuita zvinhu zvese zvine chekuita nemashiripiti uye zvemidzimu

Zvinangwa zvekunamata

Kushandisa nguva

VaKristu vakasimba pakunamata vangatibatsira sei kuita zvisarudzo zvakanaka?

Job 12:12; Zvi 11:14; VaH 5:14

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • 1Mad 1:​11-31, 51-53—Bhati-shebha akateerera zano raakapiwa nemuprofita Natani, iro rakaponesa upenyu hwake nehwemwanakomana wake Soromoni

Nei vamwe vanhu vasingafaniri kutisarudzira?

Nei tisingafaniri kuona sekuti zvinotaurwa neBhaibheri hazvishandi?

Pis 18:​20-25; 141:5; Zvi 8:33

Onawo Ru 7:30

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 19:​12-14, 24, 25—Roti akaedza kuudza vakwasha vake nezvekuparadzwa kwaida kuitwa guta ravo reSodhomu asi havana kumuteerera

    • 2Mad 17:​5-17—VaIsraeri vakaendeswa muutapwa nekuti vakaramba kuteerera zvaitaurwa naJehovha

Nei tichifanira kuteerera hana yedu patinenge tichiita zvisarudzo?

Zvakanakirei kugara tafunga zvinogona kuzoitika kana tikaita chimwe chisarudzo?

Zvatinosarudza zvinogona kubatsira vamwe kana kuvakanganisa

Zvatinosarudza zvine zvazvinoita pane ramangwana redu

Zvatinosarudza zvine zvazvinoita paushamwari hwedu naJehovha

Nei tichifanira kuzvisarudzira uye torega kutonga vamwe?