Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuora Mwoyo

Kuora Mwoyo

Kuora mwoyo kwakaipirei?

Nei tiine chokwadi chekuti Jehovha anogona kutibatsira kuti tisaramba takaora mwoyo?

Pis 23:​1-6; 113:​6-8; Isa 40:11; 41:​10, 13; 2VaK 1:​3, 4

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Mt 11:​28-30—Jesu anonyatsoratidza unhu hwaBaba vake. Akaratidza kuti Jehovha ane mutsa uye anozorodza

    • Mt 12:​15-21—Jesu akazadzisa uprofita huri pana Isaya 42:​1-4, hunotaura kuti aizoratidza mutsa kune vakaora mwoyo

Magwaro anogona kutinyaradza pazvinhu zvinokonzera kuora mwoyo

Ona “Kunyaradza

Nei tichifanira kukurudzira vamwe?

Mt 18:6; VaE 4:29

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Nu 32:​6-15—Vasori 10 vakanga vasina kutenda vakaodza mwoyo yevaIsraeri vese uye izvi zvakaita kuti rudzi rwese rutambure

    • 2Mak 15:​1-8—Mashoko akabva kuna Jehovha akapa Mambo Asa ushingi, zvikaita kuti akwanise kubvisa zvidhori muJudha