Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kudzinga

Kudzinga

Nei vakuru vachifanira kuita kuti ungano irambe yakachena?

Zvinhu zvakaipa zvinoitwa nemuKristu mumwe chete zvinogona kukanganisa sei ungano yese?

1VaK 5:​1, 2, 5, 6

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Jos 7:​1, 4-14, 20-26—Chivi chakaitwa naAkani nemhuri yake chakaita kuti rudzi rwese rusangane nedambudziko

    • Jon 1:​1-16—Kusateerera kwakaita Jona kwakaita kuti vafambisi vengarava vese vapotse vafa

Zvinhu zvipi zvisingafaniri kuitwa nemunhu kana achida kuramba ari muungano?

Chii chinofanira kuitwa kana muKristu akabhabhatidzwa akaramba achiita chivi?

Zvii zvinofanira kuitwa nevakuru vasati vaita chisarudzo panyaya yavanenge vachitonga?

Chii chinobatsira vakuru kuti vazive kana pakaitwa chivi chakakura, uye pachifanira kuva nedare rinotonga?

Zvakanakirei kuti vamwe vanhu vadzingwe kana kuti vatsiurwe, uye zvinobatsira sei ungano?

Bhaibheri rinoti tinofanira kubata sei vanhu vakadzingwa?

Munhu anokwanisa kudzorerwa here muungano kana akapfidza?

Tese tingaita sei kuti ungano irambe yakachena?

Kunyange kana tichitya kudzingwa, nei tisingafaniri kuvanza chivi chakakura chatinenge taita?

Nei kuri kuchenjera kusanyanya kushamwaridzana nevamwe vanhu kunyange vasina kudzingwa?

MuKristu angaita sei kana akatsotswa kana kuti mumwe munhu akataura zvenhema nezvake, uye nemhaka yei angasarudza kuita kudaro?

Nei muKristu akasimba pakunamata achifanira kubatsira munhu anenge achiita zvisarudzo zvisina kuchenjera?