Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kutenda

Kutenda

Tinoziva sei kuti Jehovha anoda kuti vanhu vave nekutenda?

Joh 3:​16, 18; VaG 3:​8, 9, 11; VaE 6:16; VaH 11:6

Onawo 2VaK 5:7

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • VaH 11:1–12:3—Muapostora Pauro akatsanangura chinonzi kutenda uye akataura mazita evanhu vakawanda vaiva nekutenda vakadai saAbheri uyewo Jesu Kristu

    • Jak 2:​18-24—Jakobho akataura nezvaAbrahamu kuti aratidze kuti kutenda kwedu kunofanira kuratidzwa nemabasa

Chii chichatibatsira kuti tisimbise kutenda kwedu?

VaR 10:​9, 10, 17; 1VaK 16:13; Jak 2:17

Onawo VaH 3:​12-14

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • 2Mak 20:​1-6, 12, 13, 20-23—Vanhu vaJehovha pavakarwiswa nevavengi, Mambo Jehoshafati akavaudza kuti vaizobudirira kana vakavimba naJehovha uye nevaprofita vake

    • 1Mad 18:​41-46—Muprofita Eriya akaratidza kuti aiva nekutenda paakamirira nemwoyo murefu kuti Jehovha anayise mvura