Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kutya

Kutya

Kutya kwakanyanya

Dhe 20:8; Vat 7:3; Zvi 29:25

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Eks 32:​1-4, 21-24—Aroni akabvuma kugadzira mhuru yegoridhe paakakumbirwa nevanhu nekuti akatya vanhu

    • Mk 14:​50, 66-72—Vaapostora vaJesu vakamutiza nekuti vaitya vanhu uye Petro akasvika pakutoramba Jesu nemhaka yekutya

  • Magwaro anonyaradza:

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:

    • 2Mak 20:​1-17, 22-24—Mambo Jehoshafati nevaJudha vese vaitya uto guru rine simba raida kuvarwisa, asi Jehovha akavasimbisa achibva avaponesa

    • Ru 12:​4-12—Jesu akadzidzisa vateveri vake kuti vasatya vanhu uye vasanetseke nezvekuti vaizotii kana vakamiswa pamberi pematare nekuti Jehovha aizovabatsira