Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ushamwari Nenyika

Ushamwari Nenyika

Ndiani ari kutonga nyika yese?

VaE 2:2; 1Jo 5:19

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • Ru 4:​5-8—Satani aida kupa Jesu umambo hwenyika ino, uye Jesu haana kuramba kuti Satani ane simba rekupa umambo kune waanoda

Kuva shamwari yenyika kunokanganisa sei ushamwari hwedu naJehovha?

Jak 4:4; 1Jo 2:​15, 16

Onawo Jak 1:27

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • 2Mak 18:​1-3; 19:​1, 2—Jehovha akatsiura Mambo Jehoshafati nekuti akashamwaridzana naMambo Ahabhi uyo akanga anzi naJehovha ndimambo akaipa

Kuziva maonero anoita Jehovha nyika ino kunotibatsira sei pakusarudza shamwari?

Ona “Shamwari

Nei tisingadi kuva nemaonero akafanana neevanhu vari munyika panyaya dzemari nezvinhu?

Nei tisingadi kuva nemaonero akafanana nenyika panyaya dzekuzvibata?

Nei vaKristu vachifanira kungwarira kuti vasanyanya kukudza vanhu kana mamwe masangano?

Mt 4:10; VaR 1:25; 1VaK 10:14

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Mab 12:​21-23—Ngirozi yaJehovha yakauraya Mambo Herodhi Agripa I nemhaka yekuti akabvuma kunamatwa nevanhu

    • Zva 22:​8, 9—Ngirozi yaJehovha yakaramba kupfugamirwa nemuapostora Johani ichibva yamuudza kuti Jehovha ndiye ega anofanira kunamatwa

Nei vaKristu vasingapindiri mune zvematongerwo enyika kana zvinhu zvine chekuita nenyika yavo?

Nei tisingabatani nemamwe machechi tichinamata pamwe chete?

Nei vaKristu vasingatevedzeri nyika pamaonero avanoita mitemo yaMwari?

Nei nyika ichivenga uye ichitambudza vateveri vaKristu?

Nei kusiri kuchenjera kuda zvinhu zviri munyika?

VaKristu vanoratidza sei rudo nemutsa kuvanhu vasingashumiri Jehovha?

Nemhaka yei vaKristu vachifanira kuteerera mitemo yehurumende uye vanhu vari kutungamirira?

Mt 22:21; VaR 13:​1-7

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira: