Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvibereko Zvemweya waMwari

Zvibereko Zvemweya waMwari

Unhu hupi hwatinova nahwo kana tiine mweya mutsvene waMwari, uye nei tichifanira kuzvininipisa kana tichida kugamuchira mweya mutsvene?

VaG 5:​22, 23; Jak 4:6

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Pis 143:​1, 4-11—Paaiva mumatambudziko, Mambo Dhavhidhi akafungisisa nezvemabasa aJehovha uye akanyengetera achikumbira mweya mutsvene

    • Ru 11:​9-13—Jesu akashandisa mufananidzo kutiyeuchidza kuti Jehovha anoda kupa mweya wake vaya vanoukumbira